Chiteka
Chiteka izita remhuri rinowanikwa munyika yeZimbabwe.
- Vanhu vakakurumbira vane zita iri: Dr Zvenhamo Chiteka, Nyasha Chiteka (Pharmacist, Public health official)
- Vanhu vane zita iri vanoera mhofu uye vamwe vachiera bonga. MuZimbabwe vakanyanyopararira munzvimbo dzinoti Rusape, Nyanga (Ngurunda, Regina uye Tanda).
- Mazwi ari pedyo: Muteki, Mateka
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaWanga vanoti okhuteka (be right; speak truly; make a right judgment; to hit the nail on the head).
- Nsenga vanoti teka (v. break in; domesticate - tame an animal). Bemba vanoti teka (v. control).
- VaTiriki vanoti shirheka (snare trap for quail or other birds). Apa VaTiriki vaoshandisa rha panoiswa ta kuChiShona.
- VaRundi vanoti amateka (word or command sent out by king & spread out by chiefs etc). VaUmbundu vanoti ociteka (image, idol).
- Maconde vanoti kudeka kana kunema (to walk with a swagger).