Location via proxy:   [ UP ]  
[Report a bug]   [Manage cookies]                

Ibhii rechina mubumbiro re mabhi eChiratini. Tarisai futi peji ra Dh

Mabhi eChiratini (semuChishona)
Aa Bb Bh Cc Ch Dd
Dh Ee Ff Gg Hh Ii Jj
Kk Ll Mm Nn Oo Pp Qq
Rr Rh Ss Tt Uu Vv Vh
Ww Xx Yy Zz
Mabhi eChivanhu
emuraya ra /D/
Dv Dw

D (ridoko "d") ibhii rinowanikwa mumabhi eChiratini ne Chikriri uyo rinoshandiswa wo mukunyora Chishona chanhasi, asi muChishona rinodanwa zvakasiyana nemuChirungu, nekuti ibhii revupau[C 1] uye rinonzwika senge riri kudzvanywa futi. Bhii rekuti D rakabva kuChigiriki.

Mashandisirwo a-D

chinjirudza
  • Mumhanzi D inoti.
  • Kune hambautare D mhando yemotokari kubva kuJerumani .
  • Pakati penumeri dze Chiroma D ndi500
  • Muzvikoro zvemunyika dzakasiyana-siyana D inoshandiswa kumakisa mabasa evadzidzi.

Mabviro eruzivo

chinjirudza
  1. implode., implosive.