Kutara
- Kutara (draw a line) mutaro kana rutsara.
- Kutara Murwere (inspect; survey; review) kufambira murwere kuti uone kuti hutano huri sei.
- Kutara (to look; to view; to observe) zvichireva kutarisa.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- Herero inoti tara (v.t. behold) kureva tarisa. Kimbundu vanoti -tala (v. look) kureva kutara.
- VaKongo naBobangi vanoti tala (look, behold, view, attend) kureva tarisa. Sokuti kutala mwana (to look after the child).
- Lingala inoti kotala (to look). Herero inoti tara (behold, observe, look at, see) kureva kutarira.
- Kikongo inoti kutala (to look after, look at, for; inspect, view, review, observe, watch, gaze at, notice). Mamwe mazwi: ntala (n. a look, glance).
- Kimbundu inoti kutala (v. to look, to observe). Mamwe mazwi: utala (n. look)
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |