Lunda
Chilunda mutauro unowanikwa kuZambia une mamwe mazwi anotodzana nemazwi eChishona.
Mazwi Anotodzana
chinjirudza- Lunda inoti mwidima (the dark), Shona ichiti rima.
- Lunda inoti Tata (father), Shona ichiti tate kana baba.
- Kudya (food) ndizvo zvimwechete kuShona neLunda.
- Lunda inoti mesu (eyes), Shona ichiti meso.
- Izwi rinoti n'ombe (cow) rinoreva zvakafanana kuShona neLunda.
- Mwaka kuLunda ndiro gore kuShona.
- Lunda inoti mesa (table) kureva tafura.
- Lunda inoti mbutu (n. seed) kureva mbeu.
- Lunda inoti tulu (n. sleep) kureva hope.
- Lunda inoti makunde anzena (lunda beans). Kune zita remhuri rinnovi Makunde.
- Izwi rokuti Nzambi (God) kuLunda rinoreva Mwari kuShona.
- Lunda inoti mafuku (days) kureva mazuva kana misi.
- Lunda inoti chitu (wound) kureva ronda kana ronda.
- Lunda inoti n'ombe (cow) kureva mombe kana n'ombe.
- Lunda inoti tuda (birds) kureva shiri. Kune zita remhuri rinonzi Mutuda.
- Lunda inoti nulu (pig) kureva nguruve.
- Lunda inoti mukoko (sheep) kureva hwayi. Kune zita remhuri rinonzi Mukoko.
- Lunda inoti chikasa (arm) kureva ruwoko. Kana awanda vanoti makasa.
- Lunda inoti wufuka (night) kureva husiku.
- Lunda inoti ngoyi (placenta).
- Lunda inoti kutata (hot) kureva kupisa.
- Lunda inoti kawa (dog) kureva imbwa.
- Lunda inoti nvula (rain) kureva kunaya kwemvura.
- Lunda inoti maseki (On the Earth) kureva pasi kana pavhu.
- Lunda inoti mweji (light of the moon) kureva chiedza chemwedzi.
- Lunda inoti kaweji (moon; Shona ichiti Mwedzi.
- Lunda inoti kufwa (death) kureva kufa.
- Lunda inoti nzala (hunger) kureva nzara.
- Lunda inoti wuloji (witchcraft) kureva huroyi.
- Lunda inoti chimbuzu (Blair Toilet) kureva chimbuzi.
- Lunda inoti kalonga (river) kureva rwizi.
- Lunda inoti kulombela (prayer) kureva kunamata.
- Lunda inoti Mwanta (Lord) kureva Ishe. Muchayeuka Mwantayamvo wekuAfrican History?
- Lunda inoti Muchima (Heart - spiritual).
- Lunda inoti liwe (n. stone) kureva ibwe.
Mazita eNhamba
chinjirudza- Wumu (one).
- Ayedi (Two).
- Asatu (Three).
- Awana (Four).
- Atanu (Five).
- Atanunawumu (Six)
- Atanuwawayedi (Seven)
- Atanuwasatu (Eight)
- Atanunawawana (Nine)
- Ikumi (Ten)