Location via proxy:   [ UP ]  
[Report a bug]   [Manage cookies]                
Svetuka kuchirochemo

Vhangeri ra Ruka: Kusiyanisana kwezvidzokororo

Kubva Wikipedia
Content deleted Content added
Masiziva (ereketa | zvinzatu)
No edit summary
Masiziva (ereketa | zvinzatu)
No edit summary
Mutsetse 9: Mutsetse 9:
![[Vhangeri ra Johane|>>>> Johani]]
![[Vhangeri ra Johane|>>>> Johani]]
|}
|}
'''Vhangeri ra Ruka''' (kureva '''Zvidzidziso zva Ruka''') i[[vhangeri]] rechitatu pakati pemana emu[[Bhaibheri]] re[[Ukristu|Chikristu]] uye riri muchikamu che[[Mavhengi e Upfupiso|mavhangeri matatu echipfupiso]]. Rinotaura nezve mavambo, kuzvarwa, ministri, rufu uye kuzuruka kwa [[Ishe Jesu]]. Pamwe ne [[Zviito|Zviito zve Vatume]], dzinosika basa rine mavhuryumu maviri anodanwa nevaskola kunzi [[Ruka–Zviito]], anotora 27.5% yehuwandu hwe [[Testamende Itsva|Testamende Ritsva]]. Mabasa aya akasanganiswa anopatsanura [[nhoroondo ye Zanagore-Rokutanga reChikristu]] mughamurwa<ref group="C">'''stages.,''' </ref> nhatu, vhangeri richitora zvikamu zviri zvaro okutanga – hupenyu hwa Jesu [[Muishe]] kubva pakuzvarwa pake kusvika pakutanga pedonzvo rake mukusanga kwake na[[Johani Mubhabhatidzi]], kuteverwa kwake ne ne ministri yake nezviitiko zvinosanganisa [[Kuparidza kwa Jesu paMukwidza]]<ref group="C">'''Sermon on the mount.,''' </ref> ne [[Muropafadzo|Miropafadzo]]<ref group="C">'''beatitudes.,''' </ref>, uye [[Shungu dza Jesu|shungu]], rufu, ne rumuko rwake.
'''Vhangeri ra Ruka''' (kureva '''Zvidzidziso zva Ruka''') i[[vhangeri]] rechitatu pakati pemana emu[[Bhaibheri]] re[[Ukristu|Chikristu]] uye riri muchikamu che[[Mavhengi e Upfupiso|mavhangeri matatu echipfupiso]]. Rinotaura nezve mavambo, kuzvarwa, [[ushumiri]]<ref group="C">'''Ministry.,''' kureva '''Ushumiri'''</ref>, rufu uye kuzuruka kwa [[Ishe Jesu]]. Pamwe ne [[Zviito|Zviito zve Vatume]], dzinosika basa rine mavhuryumu maviri anodanwa nevaskola kunzi [[Ruka–Zviito]], anotora 27.5% yehuwandu hwe [[Testamende Itsva|Testamende Ritsva]]. Mabasa aya akasanganiswa anopatsanura [[nhoroondo ye Zanagore-Rokutanga reChikristu]] mu[[Ghamurwa|dzighamurwa]]<ref group="C">'''stages.,''' kureva '''ghamurwa''' (ushoma), '''dzigamurwa''' (uwandu) kubva pakuti kughamura. </ref> nhatu, vhangeri richitora zvikamu zviri zvaro okutanga – hupenyu hwa Jesu [[Muishe]] kubva pakuzvarwa pake kusvika pakutanga pedonzvo rake mukusanga kwake na[[Johani Mubhabhatidzi]], kuteverwa kwake ne ne ministri yake nezviitiko zvinosanganisa [[Kuparidza kwa Jesu paMukwidza]]<ref group="C">'''Sermon on the mount.,''' kureva '''Kuparidza kwa Jeso pa Mukwidza''' </ref> ne [[Muropafadzo|Miropafadzo]]<ref group="C">'''beatitudes.,''' kureva '''Miropafadzo''' </ref>, uye [[Shungu dza Jesu|shungu]], rufu, ne rumuko rwake.


== Ringai zve: ==
== Ringai zve: ==
Mutsetse 15: Mutsetse 15:
* [[Mutume Ruka|Ruka]]
* [[Mutume Ruka|Ruka]]


== Mabviro eruzivo: ==
== Chirevo: ==
[[Category:Vhangeri ra Ruka]]
[[Category:Vhangeri ra Ruka]]
[[Category:Man'wadhi emuBhaibheri]]
[[Category:Man'wadhi emuBhaibheri]]

Dzokororo sekubva 14:27, 20 Gunyana 2024

<<<< Mako >>>> Johani

Vhangeri ra Ruka (kureva Zvidzidziso zva Ruka) ivhangeri rechitatu pakati pemana emuBhaibheri reChikristu uye riri muchikamu chemavhangeri matatu echipfupiso. Rinotaura nezve mavambo, kuzvarwa, ushumiri[C 1], rufu uye kuzuruka kwa Ishe Jesu. Pamwe ne Zviito zve Vatume, dzinosika basa rine mavhuryumu maviri anodanwa nevaskola kunzi Ruka–Zviito, anotora 27.5% yehuwandu hwe Testamende Ritsva. Mabasa aya akasanganiswa anopatsanura nhoroondo ye Zanagore-Rokutanga reChikristu mudzighamurwa[C 2] nhatu, vhangeri richitora zvikamu zviri zvaro okutanga – hupenyu hwa Jesu Muishe kubva pakuzvarwa pake kusvika pakutanga pedonzvo rake mukusanga kwake naJohani Mubhabhatidzi, kuteverwa kwake ne ne ministri yake nezviitiko zvinosanganisa Kuparidza kwa Jesu paMukwidza[C 3] ne Miropafadzo[C 4], uye shungu, rufu, ne rumuko rwake.

Ringai zve:

Chirevo:

  1. Ministry., kureva Ushumiri
  2. stages., kureva ghamurwa (ushoma), dzigamurwa (uwandu) kubva pakuti kughamura.
  3. Sermon on the mount., kureva Kuparidza kwa Jeso pa Mukwidza
  4. beatitudes., kureva Miropafadzo