Location via proxy:   [ UP ]  
[Report a bug]   [Manage cookies]                
Svetuka kuchirochemo

Buka

Kubva Wikipedia

Buka (nge. convulsions) chirwere chezvemuti chinokonzera mhasuru dzemwiri kuti dzi-kontrakite uye dzidekare zvekukasikisa uye zvichidzokorodzwa, zvichipedzesira nekusheka kwemwiri kusinga dzimuririke zvirinyore. Kubuka kunowanzo wanikwa muvanhu vane pfari.