Ndira 12
Mataridziko
<< | Ndira | >> | ||||
---|---|---|---|---|---|---|
Svo | Mvh | Chp | Cht | Chn | Chs | Mg |
1 | 2 | |||||
3 | 4 | 5 | 6 | 7 | 8 | 9 |
10 | 11 | 12 | 13 | 14 | 15 | 16 |
17 | 18 | 19 | 20 | 21 | 22 | 23 |
24 | 25 | 26 | 27 | 28 | 29 | 30 |
31 | ||||||
2021 |
Ndira 12 musi we chigumi nembiri regore paKarenda ya Gregori; Misi 353 asara kusvika pakupera kwegore (354 mumakore ekusvetuka).
Zviitiko
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Shure kwe 1600
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- 475 - Mambo weByzantium Zeno anomanikidzwa kutiza guta rake kuConstantinople, uye mukuru wake, Basiliscus anotora hutongi hwehumambo.[1]
- 1528 - Gustav I wekuSwidheni akagadzwa kuva Mambo weSwidheni, atotonga kubva paakasarudzwa muna Chikumi 1523.[2]
- 1554 - Bayinnaung, aizoenda kunounganidza humambo hukuru munhoroondo ye Southeast Ezhiya, akagadzwa korona ya Mambo we Bherima (Burma).
Vakazvarwa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]1901 ku ikozvino
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- 1957 - Jonathan Moyo muPolitician wekuZimbabwe
- 1993 - Do Kyungsoo muyimbi webhendi rekuKoriya Chamhembe inonzi EXO.
Vazvarwa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]1901 - ku ikozvino
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- 1957 - Jonathan Moyo Zimbabwe | politician
Vakafa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]1901 ku ikozvino
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- 2021 - 12 Ndira - Razaro Takawira , 68, muvezi; Dzihwamupengo.
Mabviro eruzivo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- ↑ Barton, Tamsyn (2002). Power and knowledge: Astrology, physiognomics, and medicine under the Roman Empire. University of Michigan Press. p. 60. ISBN 0-472-08852-1.
- ↑ Scott, Franklin Daniel (1992). Sweden: The Nation's History. Carbondale, Ill.: Southern Illinois University Press. pp. 121, 129. ISBN 9780809314898.