Location via proxy:   [ UP ]  
[Report a bug]   [Manage cookies]                
Svetuka kuchirochemo

Kutsikisa

Kubva Wikipedia

Kutsikisa (kureva. to print, printing; swa: kuchapisa) inzira yekugadzira teksti ne mifananidzo nekushandisa fomu kana doodzerwa isvinu.

Mitauro ye Chibantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Vatauri veChivhenda vanoti kukandisa (v. printing; publish books).
  • VaVenda vanoti mukandisi kana mugandisi (n. printer; publisher).
  • VaVenda vanoti khandiso (n. print). Mamwe mazwi: mugandiso (n. Print).
  • Chiswahili chinoti kuchapisa.
  • Chixhosa chinoti ukuprinta kana ukuchicilela pamatauriro avo. Wayaprinta