Mbiri sezita
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMbiri, sezita)
Mbiri izita revanhu uye zita rekupihwa remunhu.
- Vanhu vane zita iri: Laston Mbiri; Thomas Mbiri; Memory Mbiri; Vunganayi Mbiri.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Yao inoti Ambiri (under chiefs or headmen of villages). Mang'anja vanoti umbili (greatness; also multitude, vastness) kureva hukuru.
- Chewa inoti mbiri (headmanship, commander, commandant, a councilor of chief's court). Chewa vanoti mbiri (man of influence about a chief - who undertakes presents case before chief).
- Nyanja inoti mbiri, wambiri, tambiri, yambiri (many) kureva zhinji, kazhinji.
- Lugwere inoti mbiri (hippo; hippopotamus) kureva mvuu. Chuwabo vanoti mbilri (n. fish) kureva hove.
- Herero inoti o-mbiri (n. counsel). VaMaconde vanoti inambili kana anambili (partridge); VaShona vanoti chikwari.