Location via proxy:   [ UP ]  
[Report a bug]   [Manage cookies]                
Svetuka kuchirochemo

Chiteka

Kubva Wikipedia

Chiteka izita remhuri rinowanikwa munyika yeZimbabwe.

  • Vanhu vakakurumbira vane zita iri: Dr Zvenhamo Chiteka, Nyasha Chiteka (Pharmacist, Public health official)
  • Vanhu vane zita iri vanoera mhofu uye vamwe vachiera bonga. MuZimbabwe vakanyanyopararira munzvimbo dzinoti Rusape, Nyanga (Ngurunda, Regina uye Tanda).
  • Mazwi ari pedyo: Muteki, Mateka

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaWanga vanoti okhuteka (be right; speak truly; make a right judgment; to hit the nail on the head).
  • Nsenga vanoti teka (v. break in; domesticate - tame an animal). Bemba vanoti teka (v. control).
  • VaTiriki vanoti shirheka (snare trap for quail or other birds). Apa VaTiriki vaoshandisa rha panoiswa ta kuChiShona.
  • VaRundi vanoti amateka (word or command sent out by king & spread out by chiefs etc). VaUmbundu vanoti ociteka (image, idol).
  • Maconde vanoti kudeka kana kunema (to walk with a swagger).