Location via proxy:   [ UP ]  
[Report a bug]   [Manage cookies]                
Svetuka kuchirochemo

Itsvo

Kubva Wikipedia

Itsvo kana chingamo (Kidneys) inhengo dzemuviri dziripo mbiri dzinoita basa rekumimina ropa dzichirichenesa nokubvisa tsvina. Zvinenge zvabviswa muropa zvinoenda kudundiro - bladder.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • MaZulu vanoti inso (kidney) kureva itsvo. VaBarawa vanoti nso (kidney) kureva itsvo.
  • Swahili vanoti nso kana figo (kidney) kureva itsvo. VaVenda vanoti tswio (n. kidney) kureva itsvo.
  • VaBemba inoti lufyo (n. kidney) kureva itsvo.
  • Nyanja inoti mpyso (n. kidney) kureva itsvo.