Location via proxy:   [ UP ]  
[Report a bug]   [Manage cookies]                
Svetuka kuchirochemo

Sikarudzi

Kubva Wikipedia

Sikarudzi (reproduction in English) zvinoreva zviitiko zvinoitwa nemhuka uye zvinoitika pamichero zvinozosvitsa pakuberekwa kwevana vemhuka kana michero iyoyo.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Maconde vanoti chitongo kana chivolo (n. penis).
  • Maconde vanoti chitoko kana matoko (n. testicle).
  • Maconde vanoti lukunda (n. private part). Maconde vanoti inongo kana dinongo (n. testicle).