Location via proxy:   [ UP ]  
[Report a bug]   [Manage cookies]                
Svetuka kuchirochemo

Toraa

Kubva Wikipedia
Kusimudzwa kwe Seferi Toraa

Toraa (kureva Torah) kana Toraha, iBhaibheri re Chihebheru (Chihebheru: תּוֹרָה‎ Tōrā, "Murairo", "Chidzidzo" kana "Mutemo") isanganiswa re man'wadhi mashanu ekutanga emuBhaibheri reChihebheru, senge man'wadho aMavambo, Kubuda, Varevhi, Numeri, uye Tsinhiramutemo. Sokutodza nziri iyona, Toraa zvinoreva zvimwechete ne Pentateuch kana Manw'adhi Mashanu aMhoze. Rinozivikanwa zve, mutsika ye Chijudha se Toraa Rakanyorwa (תּוֹרָה שֶׁבִּכְתָב‎, Tōrā šebbīḵṯāv).